Genesis 41:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Farao ŋgaatȿake munhu wakaŋgwara, wakacenjera, amuite muɓati wenyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino Faro ngaatsvake munhu anonzwisisa uye akachenjera uye amugadze kuti ave mutariri wenyika yeIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti.
Shona 2009?
"Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeljipiti.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti.