Genesis 41:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋaʋuŋganidze ɀokudya ɀose ɀamakore iwayo akanaka anoʋuya, ʋaʋige ɀiyo nomurairo waFarao, ɀiʋe ɀokudya mumaguta; ʋaɀiceŋgete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofanira kuunganidza zvokudya zvose zvamakore aya akanaka ari kuuya uye vagochengeta zviyo pasi pesimba raFaro, zvinofanira kuchengetwa kuti zvizove zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurayiro waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete.
Shona 2009?
Ngaaunganidze zvokudya zvose zva­makore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurayiro waFarao, zvive zvoku­dya mumaguta; vazvichengete.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurairo waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete.