Genesis 41:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokudya iɀo ɀicaceŋgeterwa nyika makore manomŋe enzara, icazoʋa’po panyika yeEgipita, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokudya izvi zvinofanira kuchengeterwa nyika, kuti zvigozoshandiswa panguva yamakore manomwe enzara achauya pamusoro peIjipiti, kuitira kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvokudya izvozvo zvichachengeterwa nyika makore manomwe enzara, ichazovapo panyika yeIjipiti, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”
Shona 2009?
Zvoku­dya izvozvo zvichachengeterwa nyika makore manomwe enzara, ichazovapo panyika yeIjipiti, kuti nyika irege kupa­radzwa nenzara."
Shona SUB 2002 Bible
Zvokudya izvozvo zvichachengeterwa nyika makore manomwe enzara, ichazovapo panyika yeIjipiti, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”