Genesis 41:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati kuʋaranda ʋake: Ko tiŋgawana mumŋe munhu wakafanana noyuyu, unomŋeya waMŋari maari here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Faro akavabvunza akati, “Tingawana here munhu akaita somurume uyu, munhu ane mweya waMwari maari?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?”
Shona 2009?
Farao akati kuvaranda vake, "Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?"
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, ano mweya waMwari maari here?”