Genesis 41:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati kunaJosefa: Mŋari ɀaakakuratidza iɀoɀo ɀose, hapanomunhu wakaŋgwara, wakacenjera sewe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Faro akati kuna Josefa, “Sezvo Mwari aita kuti izvi zvose zvizivikanwe newe, hakuna munhu anoziva uye akachenjera sewe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe;
Shona 2009?
Farao akati kuna Josefa, "Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe;
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe;