Genesis 41:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mhou dzakaipa, dzakawonda, dzikadya mhou dziya nomŋe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mhou dziya dzakanga dzakashata, dzakaonda, dzakadya mhou dziya dzakanga dzakanaka uye dzakakora. Ipapo Faro akapepuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhou dzakaonda dzakadya mhou dzakakora. Farao ndokubva apepuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka.
Shona 2009?
Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka.