Genesis 41:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa wakaŋga anamakore makumi matatu, ŋguʋa yaakamira pamberi paFarao, mambo weEgipita. Josefa akaɓuɗa pamberi paFarao, akafamba, akapota nenyika yose yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akanga ava namakore makumi matatu okuberekwa paakapinda pabasa raFaro mambo weIjipiti. Uye Josefa akabuda kubva pamberi paFaro uye akafamba munyika yose yeIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akanga ava namakore makumi matatu nguva yaakapiwa basa naFarao mambo weIjipiti. Ndopaakandeya nenyika yose yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akanga ana makore makumi matatu, nguva yaakamira pamberi paFarao, mambo weIjipiti. Josefa akabuda pamberi paFarao, akafamba, akapota nenyika yose yeIjipiti.
Shona 2009?
Zvino Josefa akanga ana makore makumi matatu, nguva yaakamira pamberi paFarao, ma­mbo weIjipiti. Josefa akabuda pamberi paFarao, aka­famba, akapota nenyika yose yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akanga ana makore makumi matatu, nguva yaakamira pamberi paFarao, mambo weIjipiti. Josefa akabuda pamberi paFarao, akafamba, akapota nenyika yose yeIjipiti.