Genesis 41:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akatumidza weɗaŋgwe zita rinonzi Manase, aciti: Nokuti Mŋari wakandikaŋganwisa kutambudzika kwaŋgu kwose, neimba yaɓaɓa ʋaŋgu yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akatumidza dangwe rake zita rokuti Manase uye akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndikanganwe kutambudzika kwangu kwose navose veimba yababa vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akatumidza mwana wake wedangwe zita rokuti Manase achiti, “Mwari andibatsira kukanganwa nhamo dzangu nemhuri yababa vangu yose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akatumidza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, “Nokuti Mwari akandikanganwisa kutambudzika kwangu kwose neimba yababa vangu yose.”
Shona 2009?
Josefa akatu­midza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, "Nokuti Mwari akandikangamwisa kutambudzika kwangu kose neimba ya­baba vangu yose."
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akatumidza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, “Nokuti Mwari akandikanganwisa kutambudzika kwangu kwose neimba yababa vangu yose.”