Genesis 41:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita rowecipiri wakaritumidza Efraimi, aciti: Nokuti Mŋari wakandiɓerekesa ʋana panyika yokutambudzika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu uye akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”
Shona 2009?
Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, "Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”