Genesis 41:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzara ikaʋa’po panyika dzose; Josefa akazarura matura ose, akateŋgesera ʋaEgipita; nokuti nzara yakaŋga yakanyanya panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzara yakati yapararira munyika yose, Josefa akazarura matura uye akatengesa zviyo kuvaIjipita, nokuti nzara yakanga iri huru munyika yose yeIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanga zvino nzara yaruma panyika pose, Josefi akazozarura matura embesanwa akavamba kutengesera vaIjipiti vose zvokudya nokuti Ijipiti yakanga yaparara nenzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzara ikavapo panyika dzose; Josefa akazarura matura ose, akatengesera vaIjipiti; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Nzara ikavapo panyika dzose; Josefa akazarura matura ose, akatengesera vaIjipiti; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Nzara ikavapo panyika dzose; Josefa akazarura matura ose, akatengesera vaIjipiti; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika yeIjipiti.