Genesis 41:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana mŋeya wake ukatambudzika, akatuma ʋanhu kundoɗana ŋaŋga dzose dzeEgipita naʋakacenjera ʋose ʋo’ko; Farao akaʋaʋudza kurota kwake; asi kwakaŋga kusinomunhu waigona kuɀiɗudzira kunaFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani pfungwa dzake dzakatambudzika, saka akatuma shoko kun'anga dzose navachenjeri veIjipiti. Faro akavaudza kurota kwake, asi hakuna munhu akagona kuzvidudzira kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana mweya wake ukatambudzika, akatuma vanhu kundodana n'anga dzose dzeIjipiti navakachenjera vose voko; Farao akavaudza kurota kwake; asi kwakanga kusina munhu waigona kuzvidudzira kuna Farao.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible