Genesis 41:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mukuru waʋaɗiri akaʋudza Farao, akati: Nhasi ndinoraŋgarira kutadza kwaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mudiri mukuru akati kuna Faro, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu;
Shona 2009?
Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, "Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu;