Genesis 42:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakaʋona kuti ɀiyo ɀiri’po muEgipita, Jakobo akati kuʋanakomana ʋake: Munotarirana neiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho paakazviziva kuti kuIjipiti kune mbesanwa, akabvunza vana vake achiti, “Maita seiko kungotarisana kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zviripo muIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, “Munotarirana neiko?”
Shona 2009?
Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zvaiveko kuIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, "Munotari­rana neiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zviripo muIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, “Munotarirana neiko?”