Genesis 42:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati kwaari: Kwete, ishe weɗu, asi ʋaranda ʋenyu ʋaʋuya kuzoteŋga ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakapindura vakati, “Kwete, ishe wedu. Varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya.
Shona 2009?
Ivo vakati kwaari, "Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya.