Genesis 42:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tiri ʋanakomana ʋomunhu mumŋe cete tose; tiri ʋanhu ʋakatendeka, ʋaranda ʋenyu haʋazi ʋashori;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isu tose tiri vanakomana vomunhu mumwe. Varanda venyu vakatendeka, havazi vasori.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tiri vanakomana vomunhu mumwe chete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori”;
Shona 2009?
Tiri vanakomana vomunhu mumwe chete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori";
Shona SUB 2002 Bible
Tiri vanakomana vomunhu mumwechete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori”;