Genesis 42:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye akati kwaʋari: Kwete, maʋuya kuzoʋona nyika kuti yakashama papi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi.”
Shona 2009?
iye akati kwavari, "Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi."
Shona SUB 2002 Bible
iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi.”