Genesis 42:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Isu ʋaranda ʋenyu, tiri ʋanakomana ʋanegumi naʋaʋiri ʋomunhu mumŋe cete panyika yeKanani; ɀino worugotwe uri kunaɓaɓa ʋeɗu nhasi; mumŋe haaci’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakapindura vakati, “Varanda venyu vaiva gumi navaviri, vari vanakomana vomunhu mumwe, anogara munyika yeKenani. Gotwe ndiye ari kuna baba vedu iye zvino, uye mumwe haachisipo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Isu varanda venyu tiri vana gumi navaviri. Tiri vana vomunhu mumwechete. Tinogara kunyika yeKanani. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa asi mumwechete akatisiya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Isu varanda venyu, tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete panyika yeKenani; zvino worugotwe ari kuna baba vedu nhasi; mumwe haachisipo.”
Shona 2009?
Ivo vakati, "Isu varanda venyu, tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete panyika yeKenani; zvino worugotwe ari kuna baba vedu nhasi; mumwe haachisipo."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Isu varanda venyu, tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwechete panyika yeKenani; zvino worugotwe ari kuna baba vedu nhasi; mumwe haachisipo.”