Genesis 42:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana muri ʋanhu ʋakatendeka, mumŋe waʋanuŋuna ʋenyu ŋgaagare akasuŋgwa mutoroŋgo yenyu; asi imi endai makatakura ɀiyo kundopa mhuri dzenyu dzinenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muri vanhu vakatendeka, regai mumwe wenyu agare muno mutorongo, asi vamwe venyu vaende nezviyo kumhuri dzenyu dziri kuziya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muri vanhu vanovimbika mumwe wenyu ngaasare ari mujeri. Vamwe vose moenda zvenyu nezvokudya zvokundopa mhuri dzenyu dzine nzara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana muri vanhu vakatendeka, mumwe wavanunguna venyu ngaagare akasungwa mutorongo yenyu; asi imi endai makatakura zviyo kundopa mhuri dzenyu dzine nzara.
Shona 2009?
kana muri vanhu vakatendeka, mumwe wavanun'una venyu ngaagare akasungwa mutirongo yenyu; asi imwi endai makatakura zviyo kundopa mhuri dzenyu dzine nzara.
Shona SUB 2002 Bible
kana muri vanhu vakatendeka, mumwe wavanun'una venyu ngaagare akasungwa mutorongo yenyu; asi imi endai makatakura zviyo kundopa mhuri dzenyu dzine nzara.