Genesis 42:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋuya nomunuŋuna wenyu worugotwe kwandiri; naiɀoɀo mashoko enyu acasimbiswa, murege kufa. Ʋakaita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munofanira kuuya nomunun'una wenyu gotwe kwandiri, kuitira kuti mashoko enyu asimbiswe uye kuti murege kufa.” Izvi vakazviita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugouya nomun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.
Shona 2009?
Mugouya nomunun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa." Vakaita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mugouya nomunun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.