Genesis 42:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika kunaɓaɓa ʋaʋo panyika yeKanani, ʋakaʋaʋudza ɀose ɀakaŋga ɀaʋawira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakasvika kuna baba vavo Jakobho munyika yeKenani, vakamuudza zvakanga zvaitika kwavari. Vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira;
Shona 2009?
Vakasvika kuna baba vavo pa­nyika yeKenani, vakavaudza zvose zva­kanga zvavawira;
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira;