Genesis 42:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tiri ʋanakomana ʋanegumi naʋaʋiri ʋomunhu mumŋe cete, ʋanakomana ʋaɓaɓa ʋeɗu; mumŋe haaci’po, worugotwe uri kunaɓaɓa ʋeɗu nhasi panyika yeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanga tiri vanakomana gumi navaviri vababa vamwe chete. Mumwe haachipo, uye gotwe ndiye ana baba vedu zvino kuKenani.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tiri vakomana gumi navaviri, vana vomunhu mumwechete. Asi mumwe wedu akatisiya. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa vedu kuKanani.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete, vanakomana vababa vedu; mumwe haachipo, worugotwe ari kuna baba vedu nhasi panyika yeKenani.’ ”
Shona 2009?
tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete, vanakomana vababa vedu; mu­mwe haachipo, worugotwe ari kuna baba vedu nhasi panyika yeKenani.' "
Shona SUB 2002 Bible
tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwechete, vanakomana vababa vedu; mumwe haachipo, worugotwe ari kuna baba vedu nhasi panyika yeKenani.’ ”