Genesis 42:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋuya ɀe kwandiri nomunuŋuna wenyu worugotwe; ipapo ndicaziʋa kuti hamuzi ʋashori, asi kuti muri ʋanhu ʋakatendeka: ipapo ndicakupai munuŋuna wenyu, mugoteŋga panyika ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muuye nomunun'una wenyu gotwe kwandiri kuitira kuti ndigoziva kuti hamuzi vasori, asi kuti muri vanhu vakatendeka. Ipapo ndichadzosera mumwe wenyu kwamuri, uye mungazotenga henyu muno munyika.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukauya nomunun'una wenyu wokupedzesera, ndipo pandichaziva kuti hamusi vasori, asi kuti muri vanhu vakavimbika. Ipapo ndichazokudzoserai mumwe wenyu, mozoita zvenyu mhindu dzokushava nadzo mari munyika ino.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugouyazve kwandiri nomun'una wenyu worugotwe; ipapo ndichaziva kuti hamuzi vashori, asi kuti muri vanhu vakatendeka; ipapo ndichakupai mun'una wenyu, mugotenga panyika ino.”
Shona 2009?
Mugouyazve kwandiri nomunun'una wenyu worugotwe; ipapo ndichaziva kuti hamuzi vashori, asi kuti muri vanhu vakatendeka; ipapo ndichakupai munun'una wenyu, mugotenga panyika ino."
Shona SUB 2002 Bible
Mugouyazve kwandiri nomunun'una wenyu worugotwe; ipapo ndichaziva kuti hamuzi vashori, asi kuti muri vanhu vakatendeka; ipapo ndichakupai munun'una wenyu, mugotenga panyika ino.”