Genesis 42:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akati kwaʋari: Manditorera ʋana; Josefa haaci’po, naSimeoni haaci’po, ɀino moɗo‐kutora naBenjamini ʋo; ɀinhu ɀose iɀi ɀandiwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vavo Jakobho vakati, “Mandipedzera vana vangu. Josefa haasisipo naSimeoni haasisipo, uye zvino munoda kutora Bhenjamini. Zvinhu zvose zviri kundimukira!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati kwavari, “Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimeoni haachipo, zvino moda kutora naBhenjaminiwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira.”
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati kwavari, "Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimioni haa­chipo, zvino moda kutora naBhenjami­niwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati kwavari, “Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimioni haachipo, zvino moda kutora naBhenjaminiwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira.”