Genesis 42:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akaʋona ʋakoma ʋake, akaʋaziʋa, asi wakaita saasiŋgaʋaziʋi, akataura nehasha naʋo, akati kwaʋari: Mabvepiko — Iʋo ʋakati: Tabva kunyika yeKanani kuzoteŋga ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa achingoona madzikoma ake, akavaziva, asi akaita seasingavazivi uye akataura navo nehasha. Akati, “Munobvepi imi?” Ivo vakati, “Tinobva kunyika yeKenani, tauya kuzotenga zvokudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akaona vakoma vake akavaziva, asi akavabata sevatorwa akataura navo achivajinyura achiti, “Mabva kupiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKanani, tauya kuzotenga zvokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akaona vakoma vake, akavaziva, asi akaita saasingavazivi, akataura nehasha navo, akati kwavari, “Mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKenani kuzotenga zvokudya.”
Shona 2009?
Josefa akaona vakoma vake, akavaziva, asi akaita saasingavazivi, akataura nehasha navo, akati kwavari, "Mabvepiko?" Ivo vakati, "Tabva kunyika yeKenani kuzotenga zvokudya."
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akaona vakoma vake, akavaziva, asi akaita saasingavazivi, akataura nehasha navo, akati kwavari, “Mabvepiko?” Ivo vakati, “Tabva kunyika yeKenani kuzotenga zvokudya.”
Recommended Reading