Genesis 43:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nzara yakaŋga iri huru munyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nzara yakanga ichakanyanya munyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzara yakaruma zvakanyanya panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nzara yakanga iri huru munyika iyoyo.
Shona 2009?
Zvino nzara yakanga iri huru munyika iyoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nzara yakanga iri huru munyika iyoyo.