Genesis 43:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɗai tisina‐kunonoka, ɀirokwaɀo, tiŋgaɗai tadzoka ɀino rwecipiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvozvi dai tisina kunonoka, tingadai takatoenda uye takatodzoka kaviri kwose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.”
Shona 2009?
No­kuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.”