Genesis 43:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mutore mari yakapamhidzwa kaʋiri mumaʋoko enyu, neiya mari yakaŋga yadzoserwa mumiromo yehomo dzenyu, muende makaiɓata mumaʋoko enyu; ɀimŋe ʋakakaŋganisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutakure mari yakapetwa kaviri, nokuti munofanira kudzorera mari yakanga yadzoserwa pamiromo yamasaga enyu. Zvichida kwaiva kukanganisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga yadzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvimwe vakakanganisa.
Shona 2009?
mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga ya­dzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvi­mwe vakakanganisa.
Shona SUB 2002 Bible
mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga yadzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvimwe vakakanganisa.