Genesis 43:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wamasimba ose ŋgaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunuŋgurirei mumŋe munuŋuna wenyu naBenjamini ʋo. Kana ndatorerwa ʋana ʋaŋgu, ndatorerwa haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari Wamasimba Ose ngaakunzwirei ngoni pamberi pomunhu uyo kuitira kuti asunungure mumwe munun'una wenyu naBhenjamini uye vagodzokazve nemi. Kana ndirini, kana ndafirwa navana vangu, ndafirwa hangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe mun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.”
Shona 2009?
Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe munun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe munun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.”