Genesis 43:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa wakati aciʋona Benjamini anaʋo, akati kumutariri weimba yake: Ʋuya naʋarume mumba, uɓaye, ugadzire; nokuti ʋarume aʋa ʋacadya neni masikati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; ava vanofanira kudya neni masikati ano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, “Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; nokuti varume ava vachadya neni masikati.”
Shona 2009?
Zvino Jo­sefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, "Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; no­kuti varume ava vachadya neni masi­kati."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, “Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; nokuti varume ava vachadya neni masikati.”