Genesis 43:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume uyo akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa; murume uyo akaisa ʋarume aʋo mumba maJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vakaita sezvavakanga vaudzwa naJosefa vakabva vatora varume vaya vakaenda navo kumba kwaJosefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murume uyo akaita sezvaakaudzwa naJosefa; murume uyo akaisa varume avo mumba maJosefa.
Shona 2009?
Murume uyo akaita sezvaakaudzwa naJosefa; murume uyo akaisa varume avo mumba maJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Murume uyo akaita sezvaakaudzwa naJosefa; murume uyo akaisa varume avo mumba maJosefa.