Genesis 43:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋapedza ɀiyo, ɀaʋakaŋga ʋabva naɀo Egipita, ɓaɓa ʋaʋo ʋakati kwaʋari: Dzokai, endai ɀe mutiteŋgere ɀokudya ɀishoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vapedza zviyo, zvavakanga vabva nazvo Ijipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokai, endaizve mutitengere zvokudya zvishoma.”
Shona 2009?
Zvino vakati vapedza zviyo, zvavakanga vabva nazvo Ijipiti, baba vavo vakati kwavari, "Dzokai, endaizve mutitengere zvokudya zvishoma."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vapedza zviyo, zvavakanga vabva nazvo Ijipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokai, endaizve mutitengere zvokudya zvishoma.”