Genesis 43:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati: Haiwa, ishe weɗu, ɀirokwaɀo paŋguʋa yokutaŋga takaɓuruka kuzoteŋga ɀokudya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwaari, “Tapota ishe, takauya kuno panguva yokutanga kuti tizotenga zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya;
Shona 2009?
vakati, "Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya;
Shona SUB 2002 Bible
vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya;