Genesis 43:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakagadzira cipo kuȿikira kuʋuya kwaJosefa masikati, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa kuti ʋacadya ɀokudya ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzira zvipo zvokupa Josefa pakusvika kwake masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachandodya ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo.
Shona 2009?
Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masi­kati, nokuti vakanga vanzwa kuti vacha­dya zvokudya ipapo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo.