Genesis 43:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa wakati aȿika kumba, ʋakapinda mumba necipo cakaŋga ciri mumaʋoko aʋo, ʋakakotamira pasi pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati auya kumba, ivo vakamupa zvipo zvavakanga vapinda nazvo mumba, uye vakakotamira pasi kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akazosvika mumba umu, varume ava vakandomugwadamira vachimupa zvipo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akati asvika kumba, vakapinda mumba nechipo chakanga chiri mumaoko avo, vakakotamira pasi pamberi pake.
Shona 2009?
Josefa akati asvika kumba, vakapinda mumba nechipo chakanga chiri mumaoko avo, vakakotamira pasi pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akati asvika kumba, vakapinda mumba nechipo chakanga chiri mumaoko avo, vakakotamira pasi pamberi pake.