Genesis 43:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaʋabvunza mufaro waʋo, akati: Ƃaɓa ʋenyu ʋakafara here, uya mutana wamaireʋa — Ʋaciri ʋapenyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akavabvunza mufaro, uye ipapo akati, “Vakadii baba venyu mutana vamakandiudza nezvavo? Vachiri vapenyu here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akavabvunza mufaro wavo, akati, “Baba venyu vakafara here, uya mutana wamaireva? Vachiri vapenyu here?”
Shona 2009?
Iye akavabvunza mufaro wavo, akati, "Baba venyu vakafara here, uya mutana wamai­reva? Vachiri vapenyu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Iye akavabvunza mufaro wavo, akati, “Baba venyu vakafara here, uya mutana wamaireva? Vachiri vapenyu here?”