Genesis 43:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakafara haʋo, ʋaciri ʋapenyu. Ʋakakotama, ʋakanamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “Muranda wenyu, ivo baba vedu vachiri vapenyu uye vanofara.” Uye vakakotama pasi kuti vamuremekedze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Muranda wenyu ivo baba vedu varipo zvavo, vapenyu vaya.” Vakagwadamira Josefi vachimuremekedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Muranda wenyu, baba vedu, vakafara havo, vachiri vapenyu.” Vakakotama, vakanamata.
Shona 2009?
Ivo vakati, "Muranda wenyu, baba vedu, vakafara havo, vachiri vapenyu." Vakakotama, vakanamata.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Muranda wenyu, baba vedu, vakafara havo, vachiri vapenyu.” Vakakotama, vakanamata.