Genesis 43:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda akataura naʋo, akati: Murume uya wakatinyeʋera kwaɀo, akati: Hamuŋgatoŋgoʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Judha akati kwavari, “Murume uya akatiyambira kwazvo akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge munun'una wenyu auya nemi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Judha akavati, “Murume wacho akatikohomedza kuti, ‘Handidi kana kumbokuonai pano pandiri kana musina munun'una wenyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha akataura navo, akati, “Murume uya akatinyevera kwazvo, akati, ‘Hamungatongooni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’
Shona 2009?
Judha akataura navo, akati, "Mu­rume uya akatinyevera kwazvo, akati, `Hamungatongooni chiso changu, kana munun'una wenyu asati anemi.'
Shona SUB 2002 Bible
Judha akataura navo, akati, “Murume uya akatinyevera kwazvo, akati, ‘Hamungatongooni chiso changu, kana munun'una wenyu asati anemi.’