Genesis 43:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa akakurumidza, nokuti mŋoyo wake wakacema munuŋuna wake, akatȿaka paaŋgacema; akapinda muimba yake yomukati, akacema’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adumbirwa pakuona kwake munun'una wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema mun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo.
Shona 2009?
Zvino Josefa akakurumidza, nokuti moyo wake wakachema munun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema munun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo.