Genesis 43:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akazoshambidza ciso cake, akaɓuɗa ɀe, akaɀidzora, akati: Pakurai ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokushamba uso hwake, akabuda uye akazvidzora, akati “Pakurai zvokudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akazoshambidza chiso chake, akabudazve, akazvidzora akati, “Pakurai zvokudya.”
Shona 2009?
Akazoshambidza chiso chake, akabu­dazve, akazvidzora akati, "Pakurai zvo­kudya."
Shona SUB 2002 Bible
Akazoshambidza chiso chake, akabudazve, akazvidzora akati, “Pakurai zvokudya.”