Genesis 43:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋagoʋera ɀokudya ɀakaŋga ɀiri pamberi pake, asi mugoʋe waBenjamini wakaenzana nowaʋashanu ʋaʋo. Ʋakanwa, ʋakafara naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakagoverwa migove kubva patafura yaJosefa, mugove waBhenjamini wakanga wakawanda kashanu kupinda ani zvake pakati pavo. Saka vakadya nokunwa naye vakasununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakanwa, vakafara naye.
Shona 2009?
Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakamwa, vakafara naye.
Shona SUB 2002 Bible
Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakanwa, vakafara naye.