Genesis 43:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukatuma munuŋuna weɗu nesu, ticaɓuruka, kundoteŋga ɀokudya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukaendesa munun'una wedu nesu, tichaenda kundokutengerai zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mukatuma mun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya;
Shona 2009?
Kana mukatuma munun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya;
Shona SUB 2002 Bible
Kana mukatuma munun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya;