Genesis 43:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri akati: Makandiitireiko ɀakaipa ɀakaɗai, ɀamakaʋudza murume uya kuti munomunuŋuna?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri akabvunza akati, “Seiko makauyisa dambudziko iri pamusoro pangu zvamakaudza murume uyu kuti muno mumwe munun'una?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomun'una?”
Shona 2009?
Isiraeri akati, "Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomunun'una?"
Shona SUB 2002 Bible
Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti mune munun'una?”