Genesis 43:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Juda akati kunaIsraeri, ɓaɓa ʋake: Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, naʋanana ʋeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Judha akati kuna Israeri baba vake, “Tumai mukomana pamwe chete neni tibve taenda izvozvi, kuitira kuti isu nemi navana vedu tirarame uye tirege kufa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, “Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu.
Shona 2009?
Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, "Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, “Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu.