Genesis 44:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatȿaka, akataŋga kumukuru, akaguma kumuɗuku; mukombe ukawanikwa muhomo yaBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutariri akatanga kutsvaka, akatanga kumukuru akapedzisira kumuduku wavose. Uye mukombe wakawanikwa musaga raBhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini.
Shona 2009?
Iye akatsvaka, akatanga kumu­kuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini.