Genesis 44:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda naʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakadzokera kuimba yaJosefa, iye aciri’mo, ʋakawira pasi pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akanga achiri mumba pakapinda Judha navanun'una vake, uye vakazviwisira pasi pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake.
Shona 2009?
Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake.