Genesis 44:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe waŋgu wakabvunza ʋaranda ʋake, aciti: Munaɓaɓa here, kana munuŋuna?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe wangu akabvunza varanda vake akati, ‘Muna baba kana munun'una here?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana mun'una?’
Shona 2009?
Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, `Muna baba here, kana munun'una?'
Shona SUB 2002 Bible
Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana munun'una?’