Genesis 44:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomukombe waŋgu, mukombe wesirveri, uuise pamuromo wehomo yomuɗuku, pamŋe cete nemari yeɀiyo ɀake. Iye akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ugoisa mukombe wangu, iwo wesirivha, mumuromo wesaga remuduku kuna vose, pamwe chete nemari yezviyo zvake.” Uye akaita sezvaakanga audzwa naJosefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake.” Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa.
Shona 2009?
No­mukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake." Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Nomukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake.” Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa.