Genesis 44:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi mukati kuʋaranda ʋenyu: Ƃurukai naye kwandiri, ndimuʋone nameso aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo imi makati kuvaranda venyu, ‘Uyai naye kuno kwandiri kuti ndimuone, ini pachangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi mukati kuvaranda venyu, ‘Burukai naye kwandiri, ndimuone nameso angu.’
Shona 2009?
imwi mu­kati kuvaranda venyu, `Burukai naye kwandiri, ndimuone nameso angu.'
Shona SUB 2002 Bible
Imi mukati kuvaranda venyu, ‘Burukai naye kwandiri, ndimuone nameso angu.’