Genesis 44:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakati kwatiri: Munoziʋa kuti mukadzi waŋgu wakandiɓerekera ʋanakomana ʋaʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muranda wenyu baba vangu vakati kwatiri, ‘Imi munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda wenyu, baba vedu, vakati kwatiri, ‘Munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri;
Shona 2009?
Muranda wenyu, baba vedu, vakati kwatiri, `Munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri;
Shona SUB 2002 Bible
Muranda wenyu, baba vedu, vakati kwatiri, ‘Munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri;