Genesis 44:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwabvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve;
Shona 2009?
mumwe aka­bva kwandiri,' ndikati, `Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo ha­ndina kuzomuonazve;
Shona SUB 2002 Bible
mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve;